VaRoma 8:11
VaRoma 8:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye kana Mweya waiye akamutsa Kristu kubva kuvakafa uchigara mamuri, iye akamutsa Kristu kubva kuvakafa achapawo upenyu kumiviri yenyu inofa kubudikidza noMweya wake unogara mamuri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 8VaRoma 8:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino kana Mweya waiyeyo akamutsa Jesu kuvakafa achigara mukati menyu, iye akamutsa Kristu Jesu kuvakafa, achaponesa miviri yenyu inofa noMweya wake, unogara mukati menyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 8VaRoma 8:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kana Mweya waiye akamutsa Jesu muvafi achigara mamuri, iye akamutsa Kristu Jesu kuvakafa achapa upenyu kumiviri yenyu inofa nokuna iyewo Mweya anogara mamuri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 8