Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

VaRoma 8:10 - Enzanisa Shanduro Dzose

VaRoma 8:10 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Asi kana Kristu ari mamuri, muviri wenyu wakafa nokuda kwechivi, asi Mweya wenyu mupenyu nokuda kwokururama.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 8 BDSC

VaRoma 8:10 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Kana Kristu ari mukati menyu, muviri wakafa nokuda kwezvivi, asi mweya mupenyu nokuda kwokururama.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 8 SNA2002

VaRoma 8:10 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Kana Kristu ari mukati menyu, muʋiri wakafa nokuɗa kweɀiʋi, asi mŋeya mupenyu nokuɗa kwokururama.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 8 SUB1949

VaRoma 8:10 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Asi kana Kristu ari mamuri, kunyange miviri yenyu yakafa nokuda kwechitadzo, mweya yenyu mipenyu pamusana poururami.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 8 SCLB

VaRoma 8:10 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Asi kana Kristu ari mamuri, kunyange miviri yenyu yakafa nokuda kwechitadzo, mweya yenyu mipenyu pamusana poururami.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 8 SCLBD