Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaRoma 7:8 - Enzanisa Shanduro Dzose

VaRoma 7:8 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Asi chivi, chakawana mukana kubudikidza nomurayiro, chakaita mandiri mitoo yose yokuchiva. Nokuti kunze kwomurayiro, chivi chakafa.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 7 BDSC

VaRoma 7:8 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

zvino zvivi zvakawana nzira nomurayiro, zvikaita mandiri mitoo yose yokuchiva; nokuti kunze kwomurayiro zvivi zvakafa.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 7 SNA2002

VaRoma 7:8 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

ɀino ɀiʋi ɀakawana nzira nomurairo, ɀikaita mandiri mitoʋo yose yokuciʋa; nokuti kunze kwomurairo ɀiʋi ɀakafa.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 7 SUB1949

VaRoma 7:8 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Asi chitadzo chakawana mukana mumutemo wokumutsa nawo mandiri nzira dzose dzokuchiva nadzo. Pasina mutemo, chitadzo chakafa.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 7 SCLB

VaRoma 7:8 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Asi chitadzo chakawana mukana mumutemo wokumutsa nawo mandiri nzira dzose dzokuchiva nadzo. Pasina mutemo, chitadzo chakafa.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 7 SCLBD