Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaRoma 7:5 - Enzanisa Shanduro Dzose

VaRoma 7:5 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Nokuti panguva yataitongwa nenyama, kuchiva kwechivi kwakamutswa nomurayiro kwaibata mumiviri yedu, kuti tibereke chibereko chorufu.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 7 BDSC

VaRoma 7:5 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Nokuti panguva iyo tichiri munyama, kuchiva kwezvivi, kwakamutswa nomurayiro, kwakabata mumitezo yedu kuti kubereke zvibereko zvinoisa kurufu.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 7 SNA2002

VaRoma 7:5 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Nokuti paŋguʋa iyo ticiri munyama, kuciʋa kweɀiʋi, kwakamutswa nomurairo, kwakaɓata mumitezo yeɗu kuti kuɓereke ɀiɓereko ɀinoisa kurufu.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 7 SUB1949

VaRoma 7:5 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Chinondidariso ndechokuti paya pataigara upenyu hwenyama, havi dzedu dzoutadzi dzaishanda munhengo dzedu dzichimutswa nomutemo kuti tiberekere rufu muchero.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 7 SCLB

VaRoma 7:5 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Chinondidariso ndechokuti paya pataigara upenyu hwenyama, havi dzedu dzoutadzi dzaishanda munhengo dzedu dzichimutswa nomutemo kuti tiberekere rufu muchero.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 7 SCLBD