VaRoma 7:20
VaRoma 7:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino kana ndichiita zvandisingadi kuita, handisini ndinozviita, asi chivi chinogara mandiri ndicho chinozviita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 7VaRoma 7:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino kana ndichiita zvandisingadi kuita, handisini ndinozviita, asi chivi chinogara mandiri ndicho chinozviita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 7VaRoma 7:20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino kana ndichiita zvandisingadi, handichini ndinozviita, asi zvivi zvinogara mandiri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 7VaRoma 7:20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino kana ndichiita zvandisingadi kuita, handisirini ndiri kuzviita asi kamwoyo kokuda kutadza kanogara mandiri kaya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 7