VaRoma 7:19
VaRoma 7:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti zvandinoita hazvisi zvakanaka zvandinoda kuita, kwete, asi zvakaipa zvandisingadi kuita izvo ndizvo zvandinoramba ndichiita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 7VaRoma 7:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti zvakanaka, zvandinoda, handizviiti; asi zvakaipa, zvandisingadi, ndizvo zvandinoita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 7VaRoma 7:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti zvakanaka zvandinoda kuita handizviiti asi zvakaipa zvandisingadi kuita ndizvo zvandinoita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 7