VaRoma 6:8-9
VaRoma 6:8-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino kana takafa naKristu, tinotenda kuti tichararamawo pamwe chete naye. Nokuti sezvo tichiziva kuti Kristu akamutswa kubva kuvakafa, haachazofizve; rufu harusisina simba pamusoro pake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 6VaRoma 6:8-9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino kana takafa pamwechete naKristu, tinotenda kuti tichararamawo pamwechete naye; tichiziva kuti Kristu, amutswa kuvakafa, haachazofi; rufu haruchavi nesimba pamusoro pake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 6VaRoma 6:8-9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi kana takafa pamwe naKristu kudai tinodavira kuti tichararamawo pamwechete naye. Tinoziva kuti Kristu zvaakamutswa kuvakafa haachazofazve. Rufu haruchamutongazve.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 6