VaRoma 6:8 - Enzanisa Shanduro Dzose
VaRoma 6:8 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino kana takafa naKristu, tinotenda kuti tichararamawo pamwe chete naye.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 6 BDSCVaRoma 6:8 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kana takafa pamwechete naKristu, tinotenda kuti tichararamawo pamwechete naye
Pakurirana nevamwe
VaRoma 6 SNA2002VaRoma 6:8 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino kana takafa pamŋe cete naKristu, tinotenda kuti ticararama ʋo pamŋe cete naye
Pakurirana nevamwe
VaRoma 6 SUB1949VaRoma 6:8 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kana takafa pamwe naKristu kudai tinodavira kuti tichararamawo pamwechete naye.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 6 SCLBVaRoma 6:8 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Asi kana takafa pamwe naKristu kudai tinodavira kuti tichararamawo pamwechete naye.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 6 SCLBD