Svetukira kuzviri mukati

VaRoma 6:17 - Enzanisa Shanduro Dzose

VaRoma 6:17 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Asi Mwari ngaavongwe nokuti, kunyange zvenyu maimbova varanda vechivi, makateerera nomwoyo wenyu wose kurudzi rwedzidziso yamakanga mapiwa.

VaRoma 6 BDSC

VaRoma 6:17 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Asi Mwari ngaavongwe, nokuti imi maiva varanda vezvivi, mukazoteerera nomwoyo rudzi urwu rwedzidziso yamakaiswa kwairi.

VaRoma 6 SNA2002

VaRoma 6:17 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Asi Mŋari ŋgaaʋoŋgwe, nokuti imi maiʋa ʋaranda ʋeɀiʋi, mukazoterera nomŋoyo rudzi urwu rwedzidziso yamakaiswa kwairi.

VaRoma 6 SUB1949

VaRoma 6:17 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Asi tinotenda Mwari kuti, imi makambenge muri varanda vechitadzo, mava kuteerera nemwoyo wose chidzidziso chiri pamwero chamakazvipira kwachiri.

VaRoma 6 SCLB

VaRoma 6:17 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Asi tinotenda Mwari kuti, imi makambenge muri varanda vechitadzo, mava kuteerera nemwoyo wose chidzidziso chiri pamwero chamakazvipira kwachiri.

VaRoma 6 SCLBD