VaRoma 6:10
VaRoma 6:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Rufu rwaakafa, akafa kuchivi kamwe chete zvikabva zvapera; asi upenyu hwaanorarama, anoraramira Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 6VaRoma 6:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti pakufa kwake, akafa kamwe kwazvo kuzvivi; zvino pakurarama kwake, anorarama kuna Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 6VaRoma 6:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokufa kwaakaita, kuchitadzo, akava munhu akafa chakamwe asi upenyu hwake iye zvino anoraramira Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 6