VaRoma 5:8-9
VaRoma 5:8-9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi Mwari akaratidza kuti anotida nokuti Kristu akatifira tichiri vatadzi. Zvino zvatakaruramiswa neropa rake tichanunurwa zvikuru sei kuchirango chaMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 5VaRoma 5:8-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi Mwari anoratidza rudo rwake kwatiri pakuti: Tichiri vatadzi, Kristu akatifira. Zvino sezvo takaruramisirwa neropa rake, tichaponeswa zvikuru sei naye kubva pakutsamwa kwaMwari!
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 5VaRoma 5:8-9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi Mwari anoratidza rudo rwake kwatiri pakuti Kristu akatifira, tichiri vatadzi. Zvino, zvatakaruramiswa muropa rake, tichaponeswa zvikuru sei naye pakutsamwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 5VaRoma 5:8-9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi Mwari akaratidza kuti anotida nokuti Kristu akatifira tichiri vatadzi. Zvino zvatakaruramiswa neropa rake tichanunurwa zvikuru sei kuchirango chaMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 5