VaRoma 5:8
VaRoma 5:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi Mwari anoratidza rudo rwake kwatiri pakuti: Tichiri vatadzi, Kristu akatifira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 5VaRoma 5:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi Mwari anoratidza rudo rwake kwatiri pakuti Kristu akatifira, tichiri vatadzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 5VaRoma 5:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi Mwari akaratidza kuti anotida nokuti Kristu akatifira tichiri vatadzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 5