VaRoma 5:7-8
VaRoma 5:7-8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Hazviwanzoitika kuti munhu afire akarurama, kunyange zvazvo munhu angaedza kufira munhu akanaka. Asi Mwari anoratidza rudo rwake kwatiri pakuti: Tichiri vatadzi, Kristu akatifira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 5VaRoma 5:7-8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti zvinorema kuti munhu afire akarurama; nokuti zvimwe mumwe angatsunga kufira akanaka. Asi Mwari anoratidza rudo rwake kwatiri pakuti Kristu akatifira, tichiri vatadzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 5VaRoma 5:7-8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munhu haadi kufira kunyange munhu akarurama. Pamwe munhu angafire zvake munhu akarurama. Asi Mwari akaratidza kuti anotida nokuti Kristu akatifira tichiri vatadzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 5