VaRoma 5:6
VaRoma 5:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munoona, panguva chaiyo yakafanira, patakanga tisina simba, Kristu akafira vasingadi Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 5VaRoma 5:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti tichiri pakushayiwa simba, Kristu panguva yakafanira akafira vasingadi Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 5VaRoma 5:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kristu akatifira panguva kwayo tisina simba isu; ipapo tisiri vanamati vaMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 5