VaRoma 5:3-4
VaRoma 5:3-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kwete izvozvo bedzi, asi tinofarawo mumatambudziko edu, nokuti tinoziva kuti kutambudzika kunouyisa kutsungirira, kutsungirira kunouyisa unhu uye unhu hunouyisa tariro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 5VaRoma 5:3-4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvisati zviri izvo bedzi, asi ngatifarewo mumadambudziko, tichiziva kuti kutambudzika kunouyisa kutsungirira; kutsungirira kunouyisa kuedzwa; kuedzwa kunouyisa tariro
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 5VaRoma 5:3-4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kwete izvozvo zvoga asi kuti tinotofara mumatambudziko edu nokuti tinoziva kuti kutambudzika kunopa munhu kutirira kutirira kunopa munhu chimiro, chimiro chinopa munhu chitarisiro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 5