Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

VaRoma 5:14 - Enzanisa Shanduro Dzose

VaRoma 5:14 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Asi rufu rwakabata ushe kubva panguva yaAdhamu kusvikira panguva yaMozisi, kunyange pamusoro paavo vasina kutadza nokudarika murayiro, sezvakaitwa naAdhamu, akanga ari mufananidzo wouyo akanga achazouya.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 5 BDSC

VaRoma 5:14 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Asi rufu rwakabata ushe kubva kuna Adhamu kusvikira kuna Mosesi, kunyange napakatiwo pavasina kutadza nokudarika kwaAdhamu, waiva mufananidzo woakanga achizouya.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 5 SNA2002

VaRoma 5:14 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Asi rufu rwakaɓata ʋushe kubva kunaAdama kuȿikira kunaMosesi, kunyaŋge napakati ʋo paʋasina‐kutadza nokuɗarika kwaAdama, waiʋa mufananidzo wowakaŋga acizoʋuya.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 5 SUB1949

VaRoma 5:14 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Asi rufu rwaitonga kubvira kuna Adhamu kusvika kuna Mosesi, ruchitonga kunyange vane zvitadzo zvisina kuenzana kukura nezvaAdhamu aiva mumvuri wouyo aizouya.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 5 SCLB

VaRoma 5:14 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Asi rufu rwaitonga kubvira kuna Adhamu kusvika kuna Mosesi, ruchitonga kunyange vane zvitadzo zvisina kuenzana kukura nezvaAdhamu aiva mumvuri wouyo aizouya.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 5 SCLBD