VaRoma 5:12
VaRoma 5:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo, chivi sezvachakapinda munyika nomunhu mumwe, norufu rukapinda nechivi, uye nenzira iyi rufu rwakauya kuvanhu vose, nokuti vose vakatadza
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 5VaRoma 5:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo, chivi sezvachakapinda munyika nomunhu mumwe, norufu rukapinda nechivi, uye nenzira iyi rufu rwakauya kuvanhu vose, nokuti vose vakatadza
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 5VaRoma 5:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Saka, zvivi sezvazvakapinda munyika nomunhu mumwe, norufu rukapinda nezvivi; saizvozvo rufu rwakasvika kuvanhu vose, nokuti vose vakatadza
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 5VaRoma 5:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Saizvozvo sokuuya kwakaita chitadzo pasi pose nokumunhu mumwechete; rufuwo rukauya nokuchitadzo, saizvozvowo rufu rwakapararira kuvanhu vose nokuti vanhu vose vakatadza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 5