VaRoma 5:11
VaRoma 5:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti hazvisizvo bedzi, asi kuti tinofarawo muna Mwari nokuna Ishe wedu Jesu Kristu, watakapiwa zvino naye kuyananiswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 5VaRoma 5:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti hazvisizvo bedzi, asi kuti tinofarawo muna Mwari nokuna Ishe wedu Jesu Kristu, watakapiwa zvino naye kuyananiswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 5VaRoma 5:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
zvisati zviri izvo bedzi, asi tinofara zvikuruwo munaMwari naIshe wedu Jesu Kristu, watakapiwa zvino naye iko kuyananiswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 5VaRoma 5:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Handizvo chete asi kuti tinotopembera kufara naMwari nokuna Tenzi wedu Jesu Kristu akatiwanisa zvino kuwadzana kwedu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 5