Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

VaRoma 4:6 - Enzanisa Shanduro Dzose

VaRoma 4:6 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Dhavhidhi anotaura pamusoro pechinhu chimwe chete ichi paanotaura zvokuropafadzwa kwomunhu anonzi naMwari akarurama kunze kwamabasa, achiti

Pakurirana nevamwe
VaRoma 4 BDSC

VaRoma 4:6 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Sezvinorevawo Dhavhidhi, kuti akaropafadzwa munhu anonzi naMwari akarurama, kunze kwamabasa

Pakurirana nevamwe
VaRoma 4 SNA2002

VaRoma 4:6 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Seɀinoreʋa ʋo Davidi, kuti wakaropafadzwa munhu unonzi naMŋari wakarurama, kunze kwamaɓasa

Pakurirana nevamwe
VaRoma 4 SUB1949

VaRoma 4:6 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Saizvozvo Dhavhidhi anoti akakomborerwa zvake munhu anonzi naMwari akarurama iye asina mabasa aakaita achiti

Pakurirana nevamwe
VaRoma 4 SCLB

VaRoma 4:6 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Saizvozvo Dhavhidhi anoti akakomborerwa zvake munhu anonzi naMwari akarurama iye asina mabasa aakaita achiti

Pakurirana nevamwe
VaRoma 4 SCLBD