VaRoma 4:4 - Enzanisa Shanduro Dzose
VaRoma 4:4 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino kana munhu achiita basa, mubayiro wake hautorwi sechipo chokungopiwa, asi somubayiro wakamufanira.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 4 BDSCVaRoma 4:4 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kuno anobata basa, mubayiro haunzi ndowenyasha, asi ndowengava.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 4 SNA2002VaRoma 4:4 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino kunounoɓate‐ɓasa, muɓairo haunzi ndowenyasha, asi ndoweŋgaʋa.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 4 SUB1949VaRoma 4:4 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino kumunhu anoshanda mubayiro wake haunganzi chipo asi chinhu chaanofanira kupihwa.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 4 SCLBVaRoma 4:4 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Zvino kumunhu anoshanda mubayiro wake haunganzi chipo asi chinhu chaanofanira kupihwa.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 4 SCLBD