VaRoma 4:3
VaRoma 4:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti Rugwaro runoti kudiniko? Runoti, “Abhurahamu akatenda Mwari, kukanzi kwaari ndiko kururama.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 4VaRoma 4:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ko, Rugwaro runoti kudiniko? “Abhurahama akatenda Mwari, uye kukanzi kwaari ndiko kururama.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 4VaRoma 4:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti Rugwaro runoti kudiniko? Runoti, “Abhurahamu akatenda Mwari, kukanzi kwaari ndiko kururama.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 4VaRoma 4:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ko Magwaro Matsvene anotii, “Anoti: Abhurahamu akatenda muna Mwari zvikaita kuti anzi akarurama.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 4