VaRoma 4:23 - Enzanisa Shanduro Dzose
VaRoma 4:23 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mashoko okuti, “zvakanzi kwaari,” haana kunyorerwa iye oga
VaRoma 4:23 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino hazvina kunyorwa nokuda kwake bedzi, kuti “Zvikanzarwo kwaari;”
VaRoma 4:23 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino haɀina‐kunyorwa nokuɗa kwake ɓedzi, kuti ɀakanzarwo kwaari
VaRoma 4:23 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi mazwi aya anoti, “Chakaita kuti vanzi” haana kunyorerwa kuti areve ivo voga
VaRoma 4:23 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Asi mazwi aya anoti, “Chakaita kuti vanzi” haana kunyorerwa kuti areve ivo voga