VaRoma 4:17
VaRoma 4:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
sokunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi, “Ndakakuita baba wamarudzi mazhinji.” Abhurahamu akava nechitendero pamberi paMwari anomutsa vakafa uye anosika zvinhu zvisati zvambovapo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 4VaRoma 4:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Sezvazvakanyorwa zvichinzi: “Ndakakuita baba vendudzi zhinji.” Ndiye baba vedu pamberi paMwari, uyo waakatenda kwaari, iye Mwari anopa upenyu kuvakafa uye anodana zvisipo sokunge zviripo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 4VaRoma 4:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
(sezvazvakanyorwa, zvichinzi, “Ndakakuita baba vamarudzi mazhinji”) pamberi paiye waakatenda, iye Mwari anopa vakafa upenyu, nokudana zvisipo sezvinenge zviripo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 4VaRoma 4:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
sokunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi, “Ndakakuita baba wamarudzi mazhinji.” Abhurahamu akava nechitendero pamberi paMwari anomutsa vakafa uye anosika zvinhu zvisati zvambovapo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 4