Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaRoma 3:9 - Compare All Versions

VaRoma 3:9 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Zvino tichatiiko? Tinovapfuura here? Kwete napaduku pose! Nokuti tambopa vose mhosva, vaJudha neveDzimwe Ndudzi, yokuva pasi pechivi.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 3 BDSC

VaRoma 3:9 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino todiniko? Tinovapfuura here? Kwete napaduku; nokuti tambopa vose mhosva, vaJudha navaGiriki, tichiti vose vakasungwa nezvivi

Pakurirana nevamwe
VaRoma 3 SNA2002

VaRoma 3:9 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Ko zvino isu vaJudha tiri nani here ipapa? Kwete, napaduku pose. Inga wani tamboti vanhu vose, vaJudha navaGiriki, vari pasi pesimba rechitadzo.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 3 SCLBD

VaRoma 3:9 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino toɗiniko? Tinoʋapfuʋura here? Kwete napaɗuku; nokuti tambopa ʋose mhoȿa, ʋaJuda naʋaGiriki, ticiti ʋose ʋakasuŋgwa neɀiʋi

Pakurirana nevamwe
VaRoma 3 SUB1949

VaRoma 3:9 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Ko zvino isu vaJudha tiri nani here ipapa? Kwete, napaduku pose. Inga wani tamboti vanhu vose, vaJudha navaGiriki, vari pasi pesimba rechitadzo.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 3 SCLB