VaRoma 3:8 - Enzanisa Shanduro Dzose
VaRoma 3:8 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ticharegerereiko kutaura sezvatinopomerwa, uye sezvinoreva vamwe vachiti tinoti, “Ngatiitei zvakaipa kuti zvakanaka zvibudepo”? Kutongwa kwavo kwakavafanira.
VaRoma 3:8 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ticharegereiko kutaura (sezvatinopomerwa, uye sezvinoreva vamwe vachiti tinodaro), tichiti, “Ngatiite zvakaipa, kuti zvakanaka zvibudepo?” Kutongwa kwavo kwakarurama.
VaRoma 3:8 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ticaregereiko kutaura (seɀatinopomerwa, ʋuye seɀinoreʋa ʋamŋe ʋaciti tinoɗaro), ticiti: Ŋgatiite ɀakaipa, kuti ɀakanaka ɀiɓuɗe’po? Kutoŋgwa kwaʋo kwakarurama.
VaRoma 3:8 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanoti tinoti, “Kana zvakadaro ndingaregerei kuita zvakaipa kuti zvakanaka zvibude mazviri,” sokurasa muromo kunoita vamwe vanhu vachitishora. Kupa vanhu vakadai mhosva kwakarurama.
VaRoma 3:8 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Vanoti tinoti, “Kana zvakadaro ndingaregerei kuita zvakaipa kuti zvakanaka zvibude mazviri,” sokurasa muromo kunoita vamwe vanhu vachitishora. Kupa vanhu vakadai mhosva kwakarurama.