Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

VaRoma 3:7 - Enzanisa Shanduro Dzose

VaRoma 3:7 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Mumwe anogona kuti, “Zvino kana nhema dzangu dzichiita kuti chokwadi chaMwari chionekwe uye zvichizowedzera kukudzwa kwake, ko, sei ndichizotongwa somutadzi?”

Pakurirana nevamwe
VaRoma 3 BDSC

VaRoma 3:7 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino kana chokwadi chaMwari chawanzwa nenhema dzangu, iye akakudzwa nazvo, ko neniwo ndichatongerwei somutadzi?

Pakurirana nevamwe
VaRoma 3 SNA2002

VaRoma 3:7 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino kana ɀokwaɗi yaMŋari yawanzwa nenhema dzaŋgu, iye akakudzwa naɀo, ko neni ʋo ndicatoŋgerwei somutadzi?

Pakurirana nevamwe
VaRoma 3 SUB1949

VaRoma 3:7 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Ko zvino kana nhema dzangu dzichiita kuti chokwadi chaMwari chinyatsobuda pachena, zvichiita kuti Mwari arumbidzwe, chandinopirwa mhosva yokuti ndiri mutadzi chii?

Pakurirana nevamwe
VaRoma 3 SCLB

VaRoma 3:7 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Ko zvino kana nhema dzangu dzichiita kuti chokwadi chaMwari chinyatsobuda pachena, zvichiita kuti Mwari arumbidzwe, chandinopirwa mhosva yokuti ndiri mutadzi chii?

Pakurirana nevamwe
VaRoma 3 SCLBD