VaRoma 3:26 - Enzanisa Shanduro Dzose
VaRoma 3:26 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akazviita kuti aratidze kururamisira kwake panguva ino, kuitira kuti ave akarurama uye anoruramisira vaya vanotenda muna Jesu.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 3 BDSCVaRoma 3:26 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti kururama kwake kuratidzwe nenguva ino, kuti arurama iye amene, uye aruramise uyo unotenda kuna Jesu.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 3 SNA2002VaRoma 3:26 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
kuti kururama kwake kuratidzwe neŋguʋa ino, kuti arurame iye amene, ʋuye aruramise uyo unotenda kunaJesu.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 3 SUB1949VaRoma 3:26 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuti aratidze iye zvino kuti iye akarurama uye kuti anoruramisa munhu anotenda muna Jesu.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 3 SCLBVaRoma 3:26 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
kuti aratidze iye zvino kuti iye akarurama uye kuti anoruramisa munhu anotenda muna Jesu.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 3 SCLBD