VaRoma 3:19
VaRoma 3:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino tinoziva kuti zvose zvinorehwa nomurayiro, unozvitaura kuna avo vari pasi pomurayiro, kuitira kuti miromo yose ishayiswe chokutaura uye kuti nyika yose ive nemhosva pamberi paMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 3VaRoma 3:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino tinoziva kuti zvose zvinorehwa nomurayiro, anozvitaura kuna vose vari pasi pomurayiro; kuti miromo yose idzivirwe, nenyika yose ive nemhosva pamberi paMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 3VaRoma 3:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino tinoziva kuti chose chinotaurwa nomutemo chinonanga avo vari pasi pomutemo iwoyo kuti pasave naanombopati bufu kuti pasi pabvume muteto pana Mwari
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 3