VaRoma 3:1 - Enzanisa Shanduro Dzose
VaRoma 3:1 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, muJudha anopfuura vamwe pakudii, uye kudzingiswa kunobatsireiko?
Pakurirana nevamwe
VaRoma 3 BDSCVaRoma 3:1 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ko muJudha anopfuura vamwe neiko? Kana kudzingiswa kunobatsireiko?
Pakurirana nevamwe
VaRoma 3 SNA2002VaRoma 3:1 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ko muJuda unopfuʋura ʋamŋe neiko? Kana kudziŋgiswa kunoɓatsireiko?
Pakurirana nevamwe
VaRoma 3 SUB1949VaRoma 3:1 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko muJudha chaanokunda vamwe nacho chii? Ko kudzingiswa kunobatsirei?
Pakurirana nevamwe
VaRoma 3 SCLBVaRoma 3:1 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Ko muJudha chaanokunda vamwe nacho chii? Ko kudzingiswa kunobatsirei?
Pakurirana nevamwe
VaRoma 3 SCLBD