VaRoma 2:3 - Enzanisa Shanduro Dzose
VaRoma 2:3 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka kana iwe munhuwo zvake uchitonga vamwe asi uchiita zvinhu zvimwe chetezvo, unofunga kuti ungapunyuka kutonga kwaMwari here?
Pakurirana nevamwe
VaRoma 2 BDSCVaRoma 2:3 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iwe munhu, unotonga vamwe vanoita zvinhu zvakadai, iwe uchizviitawo, ko unoti ungatiza kutonga kwaMwari here?
Pakurirana nevamwe
VaRoma 2 SNA2002VaRoma 2:3 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Iwe munhu, unotoŋga ʋamŋe ʋanoita ɀinhu ɀakaɗai, iwe uciɀiita ʋo, ko unoti uŋgatiza kutoŋga kwaMŋari here?
Pakurirana nevamwe
VaRoma 2 SUB1949VaRoma 2:3 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nhaiwe, munhuwo zvako kudai, unofunga here kuti uchapunyuka kutongerwa mhosva naMwari kana iwe uchitongera vamwe mhosva vanoita zvakadaro asi iwe pachako uchizviitawo?
Pakurirana nevamwe
VaRoma 2 SCLBVaRoma 2:3 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Nhaiwe, munhuwo zvako kudai, unofunga here kuti uchapunyuka kutongerwa mhosva naMwari kana iwe uchitongera vamwe mhosva vanoita zvakadaro asi iwe pachako uchizviitawo?
Pakurirana nevamwe
VaRoma 2 SCLBD