Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

VaRoma 2:28 - Enzanisa Shanduro Dzose

VaRoma 2:28 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Munhu haasi muJudha kana ari muJudha anoonekwa kunze chete, uye kudzingiswa hakuzi kwokunze kana kwapanyama chete.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 2 BDSC

VaRoma 2:28 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Nokuti uyo haazi muJudha, ari muJudha pakuonekwa chete; nokudzingiswa hakuzi iko kunoonekwa, kuri panyama

Pakurirana nevamwe
VaRoma 2 SNA2002

VaRoma 2:28 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Nokuti uyo haazi muJuda, uri muJuda pakuʋonekwa cete; nokudziŋgiswa hakuzi iko kunoʋonekwa, kuri panyama

Pakurirana nevamwe
VaRoma 2 SUB1949

VaRoma 2:28 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

MuJudha chaiye haasi muJudha wapamuromo, ndozvimwechetezvo nokudzingiswa kwechokwadi, hakusi kokuooneka kunze kana panyama.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 2 SCLB

VaRoma 2:28 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

MuJudha chaiye haasi muJudha wapamuromo, ndozvimwechetezvo nokudzingiswa kwechokwadi, hakusi kokuooneka kunze kana panyama.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 2 SCLBD