Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaRoma 2:26 - Enzanisa Shanduro Dzose

VaRoma 2:26 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Kana vaya vasina kudzingiswa vakachengeta zvinodiwa nomurayiro, havangaonekwi savakadzingiswa here?

Pakurirana nevamwe
VaRoma 2 BDSC

VaRoma 2:26 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino, kana iye asina kudzingiswa achichengeta zvirevo zvomurayiro, ko kusadzingiswa kwake hakunganzi kudzingiswa here?

Pakurirana nevamwe
VaRoma 2 SNA2002

VaRoma 2:26 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino, kana iye usina‐kudziŋgiswa aciceŋgeta ɀireʋo ɀomurairo, ko kusadziŋgiswa kwake hakuŋganzi kudziŋgiswa here?

Pakurirana nevamwe
VaRoma 2 SUB1949

VaRoma 2:26 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Naizvozvo kana munhu asina kudzingiswa akachengeta zvisungo zvomutemo kusadzingiswa kwake hakuzova kudzingiswa here?

Pakurirana nevamwe
VaRoma 2 SCLB

VaRoma 2:26 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Naizvozvo kana munhu asina kudzingiswa akachengeta zvisungo zvomutemo kusadzingiswa kwake hakuzova kudzingiswa here?

Pakurirana nevamwe
VaRoma 2 SCLBD