Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

VaRoma 2:21 - Enzanisa Shanduro Dzose

VaRoma 2:21 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

zvino iwe, unodzidzisa vamwe, hauzvidzidzisewo here? Iwe unoparidza kuti vanhu vasaba, unoba here?

Pakurirana nevamwe
VaRoma 2 BDSC

VaRoma 2:21 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

zvino iwe unodzidzisa mumwe, unoregereiko kuzvidzidzisa? Iwe unoparidza kuti, “Munhu arege kuba,” unobireiko iwe?

Pakurirana nevamwe
VaRoma 2 SNA2002

VaRoma 2:21 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

ɀino iwe unodzidzisa mumŋe, unoregereiko kuɀidzidzisa? Iwe unoparidza kuti munhu arege kuɓa, unoɓireiko iwe?

Pakurirana nevamwe
VaRoma 2 SUB1949

VaRoma 2:21 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

zvino iwe kana uri munhu anodzidzisa vamwe kudai haukwanisi here kuzvidzidzisa iwe pachako? Kana iwe uchidzidzisa vamwe kusaba ndiwe woba here?

Pakurirana nevamwe
VaRoma 2 SCLB

VaRoma 2:21 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

zvino iwe kana uri munhu anodzidzisa vamwe kudai haukwanisi here kuzvidzidzisa iwe pachako? Kana iwe uchidzidzisa vamwe kusaba ndiwe woba here?

Pakurirana nevamwe
VaRoma 2 SCLBD