VaRoma 2:20 - Enzanisa Shanduro Dzose
VaRoma 2:20 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
murairidzi wamapenzi, mudzidzisi wavacheche, nokuti zvauine, mumurayiro, mufananidzo woruzivo nechokwadi
Pakurirana nevamwe
VaRoma 2 BDSCVaRoma 2:20 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
nomurayiri wamapenzi, nomudzidzisi wavacheche, zvauno mufananidzo wokuziva nowechokwadi pamurayiro
Pakurirana nevamwe
VaRoma 2 SNA2002VaRoma 2:20 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
nomurairi wamapenzi, nomudzidzisi waʋacece, ɀaunomufananidzo wokuziʋa noweɀokwaɗi pamurairo
Pakurirana nevamwe
VaRoma 2 SUB1949VaRoma 2:20 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kana uchigona kudzora mapenzi uye uri murairidzi wavana uchiziva kuti mumutemo ndimo muno ruzivo rwose nechokwadi
Pakurirana nevamwe
VaRoma 2 SCLBVaRoma 2:20 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
kana uchigona kudzora mapenzi uye uri murairidzi wavana uchiziva kuti mumutemo ndimo muno ruzivo rwose nechokwadi
Pakurirana nevamwe
VaRoma 2 SCLBD