Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

VaRoma 2:14 - Enzanisa Shanduro Dzose

VaRoma 2:14 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Zvirokwazvo, kana veDzimwe Ndudzi, vasina murayiro vachiita sokuberekwa kwavo zvinhu zvinodiwa nomurayiro, wava murayiro wavo pachavo kunyange zvazvo vasina murayiro.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 2 BDSC

VaRoma 2:14 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

(nokuti kana vahedheni vasina murayiro vachiita pachavo zvinhu zvomurayiro, vava murayiro wavo vamene

Pakurirana nevamwe
VaRoma 2 SNA2002

VaRoma 2:14 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

(nokuti kana ʋahedeni ʋasinomurairo ʋaciita pacaʋo ɀinhu ɀomurairo, ʋaʋa murairo waʋo ʋamene

Pakurirana nevamwe
VaRoma 2 SUB1949

VaRoma 2:14 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Kana vechirudzi, vasiri pasi pomutemo, vachichengeta mutemo, kuri kuita zviri muropa ravo, vachitevedza zvinodiwa nomutemo, ndivo vava kutozvitungamirira somutemo kunyange zvazvo vasiri pasi pomutemo.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 2 SCLB

VaRoma 2:14 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

VaRoma 2 SCLBD