VaRoma 16:27 - Enzanisa Shanduro Dzose
VaRoma 16:27 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuna iye oga Mwari akachenjera ngakuve nokubwinya nokusingaperi kubudikidza naJesu Kristu. Ameni.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 16 BDSCVaRoma 16:27 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
iye Mwari wakachenjera oga, ngaave nokubwinya naJesu Kristu nokusingaperi. Ameni.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 16 SNA2002VaRoma 16:27 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
iye Mŋari wakacenjera oga, ŋgaaʋe nokubginya naJesu Kristu nokusiŋgaperi. Ameni.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 16 SUB1949VaRoma 16:27 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mbiri ngaipiwe kuna Mwari oga anoungwaru nokuna Jesu Kristu nokusingaperi. Ameni.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 16 SCLBVaRoma 16:27 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Mbiri ngaipiwe kuna Mwari oga anoungwaru nokuna Jesu Kristu nokusingaperi. Ameni.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 16 SCLBD