VaRoma 16:22 - Enzanisa Shanduro Dzose
VaRoma 16:22 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ini Teritiasi, ndanyora tsamba iyi ndinokukwazisai muna She.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 16 BDSCVaRoma 16:22 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ini Teritiosi, anonyora tsamba iyi, ndinokukwazisai muna Ishe.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 16 SNA2002VaRoma 16:22 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ini Tertiosi, unonyora ŋwadi iyi, ndinokukwazisai munaShe.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 16 SUB1949VaRoma 16:22 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ini Tetiusi munyori wetsamba ino ndinokukwazisaiwo muna Tenzi.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 16 SCLBVaRoma 16:22 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Ini Tetiusi munyori wetsamba ino ndinokukwazisaiwo muna Tenzi.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 16 SCLBD