VaRoma 16:13,18
VaRoma 16:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kwazisai Rufusi, akasanangurwa muna She uye namai vake, vakanga vari mai vanguwo.
VaRoma 16:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti vanhu vakadaro havasi kushumira Ishe wedu Kristu, asi dumbu ravo. Nokutaura kwakanaka uye nokubata kumeso, vanonyengera vanhu vane pfungwa dzisina uchenjeri.
VaRoma 16:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndikwazisirei Rufosi, musanangurwi muna Ishe, naamai vake, navangu.
Varoma 16:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti vakadaro havabatiri Ishe wedu Kristu, asi dumbu ravo; vanonyengera mwoyo yavasina zvakaipa namashoko avo akanaka, anobata kumeso.
VaRoma 16:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndikwazisireiwo Rufusi mukuru mukuru mubasa raTenzi naamai vake vari amai vanguwo.
Varoma 16:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vanhu vakadaro havasipo kushandira Tenzi wedu Kristu asi havi dzavo. Vanonyengedza vasina kuchenjera nokunatsa mukanwa kwavo namazwi anotapira.
VaRoma 16:13 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ndikwazisirei Rufosi, musanaŋgurwa munaShe, namai ʋake, naʋaŋgu.
ƲaRoma 16:18 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Nokuti ʋakaɗaro haʋaɓatiri Ishe weɗu Kristu, asi ɗumbu raʋo; ʋanonyeŋgera mŋoyo yaʋasina‐ɀakaipa namashoko aʋo akanaka, anoɓata kumeso.