VaRoma 15:8 - Compare All Versions
VaRoma 15:8 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti ndinoti kwamuri Kristu akava muranda wavaJudha akamirira zvokwadi yaMwari, kuti asimbise zvakapikirwa madzibaba
Pakurirana nevamwe
VaRoma 15 BDSCVaRoma 15:8 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndinoti, Kristu akaitwa mushumiri wokudzingiswa kuratidza zvokwadi yaMwari, kuti asimbise zvakapikirwa madzibaba.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 15 SNA2002VaRoma 15:8 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Zvandiri kureva ndezvokuti Kristu akava muranda kuna vakadzingiswa kuratidza chokwadi chaMwari kuti asimbisise zvitsidzo zvakaitwa kumadzitateguru
Pakurirana nevamwe
VaRoma 15 SCLBDVaRoma 15:8 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Nokuti ndinoti: Kristu wakaitwa mushumiri wokudziŋgiswa kuratidza ɀokwaɗi yaMŋari, kuti asimbise ɀakapikirwa madziɓaɓa.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 15 SUB1949VaRoma 15:8 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvandiri kureva ndezvokuti Kristu akava muranda kuna vakadzingiswa kuratidza chokwadi chaMwari kuti asimbisise zvitsidzo zvakaitwa kumadzitateguru
Pakurirana nevamwe
VaRoma 15 SCLB