VaRoma 15:5
VaRoma 15:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mwari anopa kutsungirira nokukurudzira ngaakupei mweya wokuva nomwoyo mumwe pakati penyu pamunenge muchitevera Kristu Jesu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 15VaRoma 15:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Mwari wokutsungirira nowokunyaradza ngaakupei mwoyo mumwe pakati penyu, sezvinoda Kristu Jesu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 15VaRoma 15:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Dai Mwari anotsungisa uye anokurudzira vanhu angoita kuti mugarisane zvakanaka, zvinowirirana naKristu Jesu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 15