VaRoma 15:3
VaRoma 15:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti kunyange Kristu haana kuzvifadza asi, sezvazvakanyorwa zvichinzi, “Kutuka kwaavo vakakutuka kwakawira pamusoro pangu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 15VaRoma 15:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti Kristuwo haana kuzvifadza; asi sezvazvakanyorwa, zvichinzi, “Kuzvidza kwavakakuzvidza nako kwakawira pamusoro pangu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 15VaRoma 15:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti Kristu haana kungozvifadza zvake asi sokunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi, “Kuzvidza kwaavo vakakuzvidzai kwakauya kwandiri.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 15