Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

VaRoma 15:26 - Enzanisa Shanduro Dzose

VaRoma 15:26 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Nokuti veMasedhonia neveAkaya vakafadzwa kuti vagovane navarombo pakati pavatsvene vari muJerusarema.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 15 BDSC

VaRoma 15:26 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Nokuti veMakedhonia naveAkaya vakati zvakanaka kuti vagovane navarombo pavatsvene vari muJerusaremu.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 15 SNA2002

VaRoma 15:26 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Nokuti ʋeMakedonia naʋeAkaya ʋakati ɀakanaka kuti ʋagoʋane naʋarombo paʋatȿene ʋari paJerusarema.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 15 SUB1949

VaRoma 15:26 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Ndinodaro nokuti vokuMasedhonia nevekuAkaya vakafarira kuti vape chipo kuvarombo mukati mavatsvene vokuJerusaremu.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 15 SCLB

VaRoma 15:26 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Ndinodaro nokuti vokuMasedhonia nevekuAkaya vakafarira kuti vape chipo kuvarombo mukati mavatsvene vokuJerusaremu.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 15 SCLBD