Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

VaRoma 15:22 - Enzanisa Shanduro Dzose

VaRoma 15:22 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ndokusaka ndakadziviswa kazhinji kuuya kwamuri.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 15 BDSC

VaRoma 15:22 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Naizvozvo ndakadziviswawo kazhinji kuuya kwamuri

Pakurirana nevamwe
VaRoma 15 SNA2002

VaRoma 15:22 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Naiɀoɀo ndakadziʋiswa ʋo kazhinji kuʋuya kwamuri

Pakurirana nevamwe
VaRoma 15 SUB1949

VaRoma 15:22 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Ndicho chikonzero chakandipingidza kuti ndiuye kwamuri kakawanda.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 15 SCLB

VaRoma 15:22 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Ndicho chikonzero chakandipingidza kuti ndiuye kwamuri kakawanda.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 15 SCLBD