VaRoma 15:1 - Enzanisa Shanduro Dzose
VaRoma 15:1 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Isu tine simba tinofanira kutakura kukundikana kwavasina simba uye tisingazvifadzi.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 15 BDSCVaRoma 15:1 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino isu, tine simba, tinofanira kutakura utera hwavasina simba, tisingazvifadzi.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 15 SNA2002VaRoma 15:1 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino isu, tinesimba, tinofanira kutakura ʋutera bgaʋasinesimba, tisiŋgaɀifadzi.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 15 SUB1949VaRoma 15:1 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Isu takasimba tinofanira kuita mwoyo murefu navasina kusimba kwete kungozvifadzawo zvedu.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 15 SCLBVaRoma 15:1 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Isu takasimba tinofanira kuita mwoyo murefu navasina kusimba kwete kungozvifadzawo zvedu.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 15 SCLBD