Svetukira kuzviri mukati

VaRoma 14:7-8 - Enzanisa Shanduro Dzose

VaRoma 14:7-8 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Nokuti hakuna mumwe wedu anozviraramira pachake, uye hakuna mumwe wedu anozvifira iye pachake. Kana tichirarama, tinoraramira Ishe; uye kana tichifa tinofira Ishe. Saka, kana tichirarama kana kufa tiri vaShe.

VaRoma 14 BDSC

VaRoma 14:7-8 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Nokuti hakuna mumwe wedu anozviraramira iye oga, hakuna anozvifira iye oga. Nokuti kana tichirarama tinoraramira Ishe; kana tichifa, kana tichifa tinofira Ishe; zvino kana tichirarama, kana tichifa, tiri vaIshe.

VaRoma 14 SNA2002

VaRoma 14:7-8 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Nokuti hakunomumŋe weɗu unoɀiraramira iye oga, hakuna‐unoɀifira iye oga. Nokuti kana ticirarama tinoraramira Ishe; kana ticifa, tinofira Ishe; ɀino kana ticirarama, kana ticifa, tiri ʋaShe.

VaRoma 14 SUB1949

VaRoma 14:7-8 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Hapana mumwe wedu anozviraramira iye pachake; hapanawo mumwe wedu anozvifira iye pachake. Kana tiri vapenyu tinoraramira Tenzi. Uye kana tichifa tinofira Tenzi. Saizvozvo kana tikararama kana kufa tiri vaTenzi.

VaRoma 14 SCLB

VaRoma 14:7-8 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Hapana mumwe wedu anozviraramira iye pachake; hapanawo mumwe wedu anozvifira iye pachake. Kana tiri vapenyu tinoraramira Tenzi. Uye kana tichifa tinofira Tenzi. Saizvozvo kana tikararama kana kufa tiri vaTenzi.

VaRoma 14 SCLBD