VaRoma 14:3
VaRoma 14:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munhu anodya zvose ngaarege kuzvidza asingadyi, uye munhu asingadyi zvose ngaarege kupa mhosva munhu anodya, nokuti Mwari akamugamuchira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 14VaRoma 14:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Anodya ngaarege kuzvidza asingadyi; asingadyi ngaarege kupa mhosva anodya; nokuti Mwari akamugamuchira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 14VaRoma 14:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Anodya chinhu ngaarege kushora uyo asingadyi. Asingadyi uya ngaarege kupa mhosva uya anodya zvake nokuti Mwari anomugamuchira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 14