VaRoma 14:2
VaRoma 14:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kutenda kwomumwe kunomutendera kudya zvose, asi mumwe munhu ano kutenda kusina kusimba, anodya muriwo bedzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 14VaRoma 14:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mumwe munhu anokutenda kuti angadya zvose; asi asina simba anodya miriwo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 14VaRoma 14:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mumwe anotenda kuti anogona kudya chero chinhu asi asina kusimba uya achingodya mirio yoga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 14