Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

VaRoma 13:3 - Enzanisa Shanduro Dzose

VaRoma 13:3 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Nokuti vatongi havatyisi vaya vanoita zvakanaka, asi vanotyisa vaya vanoita zvakaipa. Unoda kusunungurwa here kuti usatya ane simba rokutonga? Ipapo ita zvakanaka uye achakurumbidza.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 13 BDSC

VaRoma 13:3 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Nokuti vabati havatyisi anobata basa rakanaka, asi rakaipa. Unoda kusatya simba here? Ita zvakanaka, ugorumbidzwa naro

Pakurirana nevamwe
VaRoma 13 SNA2002

VaRoma 13:3 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Nokuti ʋaɓati haʋatyisi unoɓate‐ɓasa rakanaka, asi rakaipa. Unoɗa kusatya simba here? Ita ɀakanaka, ugorumbidzwa naro

Pakurirana nevamwe
VaRoma 13 SUB1949

VaRoma 13:3 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Vatongi havasi chinhu chinotyisa kuna vanoita zvakanaka asi kuna vanoita zvakaipa. Unoda here kurega kutya vane simba rokutonga? Kana zvakadaro ramba uchiita zvakanaka. Iye achati kwauri zvakanaka

Pakurirana nevamwe
VaRoma 13 SCLB

VaRoma 13:3 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Vatongi havasi chinhu chinotyisa kuna vanoita zvakanaka asi kuna vanoita zvakaipa. Unoda here kurega kutya vane simba rokutonga? Kana zvakadaro ramba uchiita zvakanaka. Iye achati kwauri zvakanaka

Pakurirana nevamwe
VaRoma 13 SCLBD