VaRoma 13:2 - Enzanisa Shanduro Dzose
VaRoma 13:2 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka naizvozvo, anoramba kuteerera vari kutonga, ari kumukira zvakaiswapo naMwari, uye vanoita izvi vanozvitsvagira kutongwa.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 13 BDSCVaRoma 13:2 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saka anoramba simba, anodzivisa zvakaiswapo naMwari; zvino ivo vanodzivisa, vanozvitorera mhosva.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 13 SNA2002VaRoma 13:2 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Saka unoramba simba, unodziʋisa ɀakaiswa’po naMŋari; ɀino iʋo ʋanodziʋisa, ʋanoɀitorera mhoȿa.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 13 SUB1949VaRoma 13:2 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo munhu anoramba kuteerera vatongi, anoramba kuteerera vakagadzwa naMwari. Vanorambawo kuteerera vacharangwa.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 13 SCLBVaRoma 13:2 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Saizvozvo munhu anoramba kuteerera vatongi, anoramba kuteerera vakagadzwa naMwari. Vanorambawo kuteerera vacharangwa.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 13 SCLBD