VaRoma 13:13
VaRoma 13:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ngatiraramei zvakafanira mararamiro apamasikati, tisingaiti kutamba kwakaipa uye nokudhakwa, kana upombwe, kana utere, kana gakava kana godo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 13VaRoma 13:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ngatifambe nenzira yakafanira sapamasikati; tisingafambi nokutamba kwakaipa, nokubatwa, kana noupombwe, noutere, kana negakava, negodo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 13VaRoma 13:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ngatizvibatei sezvatinoita masikati, tisingatambi zvakaipa, nokuraradza noupombwe nokuzviregerera nokukakavadzana nokuitirana shanje.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 13